Pindula|
HomePolitics

Grace Mugabe calls for disciplinary action against Mnangagwa

Share on FacebookShare on TwitterShare on LinkedIn
Grace Mugabe calls for disciplinary action against Mnangagwa

First Lady Grace Mugabe has called for disciplinary action to be taken against Vice President Emmerson Mnangagwa for allegedly causing divisions in Zanu-PF that have led to the expulsion of party members. She said this while addressing Zanu-PF supporters at White City Stadium in Bulawayo during the ninth Presidential Youth Interface Meeting yesterday.

Said Grace:

Handivenge munhu, but ndoda kutaura zvinoitika. Iye zvino, vana vari kupera kudzingwa. Vana Davis Muhambi kuno uku vakudzingwa nekuti makavhisitirwa mafactory enyu naVaMnangagwa mukasiya maudzwa zvamakaudzwa. Davis, the President is still there as the President. Usanyeperwe. Kana uchida itokumbira ruregerero izvozvi utaure zvawakaitwa uzive kuti President ndiye mutungamiri wenyika ino, ndiye mutungamiri weparty yedu. Hatidi kurova imbwa takaviga mupinyi because inini na (Zanu-PF Secretary for Youth Affairs Cde Kudzanai) Chipanga tino leader two important wings of the party: Youth League and Women’s League. Saka handidi kuona madzimai achingodzingwa vachifurirwa, munhu achisara akapeta maoko achiramba zvaanenge aiita. Aihwa. Vana vari kurwadziwa uko. Vakunzwa chando uko vari vega vana tichingopeta maoko tichirova imbwa takaviga mupinyi. Navo navo vana, root cause tisingaibate. Kwete. Zvakutoda kuendeswa ku(Zanu-PF) Disciplinary Committee izvi. Ehe, ndichazvitanga ini kuti ngazviende kudisciplinary committee tirege kuramba tichidzinga vana; mawar veterans apera kudzingwa munhu achingosara akapeta maoko tichingonyarara. Kwete. Ngazvitaurwe izvi kuti vana vapera kudzingwa, but root cause muchingosiya, kutya. Muri varume vekupi? Mazigwara.

More: Sunday Mail

Tags

Comments

Leave a Comment


Buy Phones on Credit.

More Deals
Feedback