Madanha Wachenuka has for long been used as a form of identity; identifying people who belong to that totem with a unique social, economic, or historical background and past. It was thus a common unifying factor which bound together individuals, families and clans. Totems in Zimbabwe are not a thing of the past despite the changes that have come with time, people are still identified by their respective totems.

See Totems, Zimbabwe.

Madanha Wachenuka

Hekani Soko,
Hekani Wachenuka,
Maita Chirombo,
Zvipfuyavarombo,
Vachipfuyanherera,
Vanopfuya nedzisi dzavo.
Maita Hurudza,
VaMunayisi vemvura.
Hwatikwati mumawere,
Utezutezu mumiti.
Hekani VaMupachirimo,
Zhizha kunyima,
Vapwere kurefu,
Vakuru pachiro.
Hekani Soko,
Hekani Wachenuka,
Aiwa chizororai muri pagonera.[1]

References

  1. Mutupo/Totem, Harare Trees, Published: No Date Given, Retrieved: March 16, 2015