PindulaNewsMarketJobsExpore

Tendai Ndoro brags as he is set to receive $60 000 signing on fee after moving to Saudi Arabia

Tendai Ndoro brags as he is set to receive $60 000 signing on fee after moving to Saudi Arabia

Warriors striker Tendai Ndoro is set to receive $60 000 after Saudi Arabian top-flight side Al Faisaly paid $600 000 to South African side Orlando Pirates for his signature. Ndoro posted that he had become successful despite his lack of formal education, and the fact that he grew up in poverty. Said Ndoro

Adzisi ngano, zviri real kunge Madrid biggy woye woye. Tora mari united, apa andina kana Grade 7, ZJC, or ‘O’ Level zvayo. Haaaa Mwari uyu. Pataikura taisekwa tichinzi aya madofo ekwa Ndoro, hapana zvavanoziva, vari kungo mbeya netsvina vachiti nhuhwira weti. Asi mai vedu vakaramba vainesu muminato yavo mazuva ose, havana kutirasa kana kamwe chete. Rudo rwavo kwatiri isu sevana vavo rwakatikoshera, nhasi ndivo vane dofo riya raikura richisekwa nehama neshamwari. Nhasi ndivo varikukwira ndege kunge bhasikoro, aaaaah ndokutendai mai neminamato yenyu. Manjee honayi kune dofo kuya. Imi musatongere Mwari muchiri kurarama. Mai vanogara vachiti, ‘seka hurema wafa, hawuzive chauchasangana nacho muhupenyu.

His salary is yet to be disclosed although the Saudi Arabian league pays well.

More: Newsday

Tags