GOKWE GARDEN BOY ***NEW NOVEL***
Attention.. Nemusi wemonday 14 February, ndichange ndichibudisa new novel. Ndichabudisa mafree chapters chete...
Novel iri ringoripo pakuvaraidza,kwete pakushora.... Musaritora se serious. Uye zvimwe zvacho mafungiro emunyori...
KULE C
0775937782 app
0781003960 ecocash
Ndatenda, ndibatei pa WhatsApp vane mibvunzo Feedback