Thank you for being disciplined says SB Moyo

Zimbabwe Defence Forces (ZDF) spokesperson Major-General Sibusiso B Moyo thanked Zimbabweans for being disciplined yesterday during their marching.
Said Major-General Moyo:
Ndauya kuzotenda nerutsigiro rwenyu rwamaita kumauto enyu eZimbabwe. Rambai makadaro nerutsigiro irworwo. Mauto enyu navanhu zvakafanana, saka tinotenda chaizvo nezvamaita nhasi. Nyaya yamaratidza yediscipline, kuzvibata nekuterera kwaratidza nyika yese kuti vanhu vemuZimbabwe vakafunda.
FeedbackMaj-Gen Sibanda said the ZDF’s mission was still in progress and such efforts could not be completed in a day. Said Major General Sibanda:
Takatarisira kuti pakufamba rwendo, pakufamba hatingafambe rwendo rwese nezuva rimwe chete. Zvoto zvinodziiwa pakasiyana siyana.
Get Pindula News on our WhatsApp Channel
Subscribe here: https://whatsapp.com/channel/0029Va84dngJP21B2nWeyM3v
More: Sunday Mail
Tags
0 Comments
Leave a Comment
Generate a Whatsapp MessageBuy Phones on Credit.
More Deals