
Chamisa Hails Botswana's Peaceful Power Transfer
4 months agoSat, 09 Nov 2024 06:07:52 GMT

Tags

54 Comments
🙆🙆 · 4 months ago
Julie Malema in action asi kupera sesipo chii nhai.
Imhenyu · 4 months ago
Chamisa atova nebrain damage mudzoro rake,bt isu kasi takarionera bambo,2018 makarega kuisa maobservers enyu pamapolling stations amwe knowing kuti kana overengwa pasina wenyu achangonzi ndeePF,,and kukoti mukanyepera kuendesa nyaya yamaiziva kt yakapera kare,,come 2023, you did the same,, you never fielded maobservers akakwana pamapolling stations futi,so you really knew kt pazvinoverengwa still PF inongotora zvese pongonyorwa zvisipo papolling station yausina kuisa anomirirawo yo party,,ndiko saka waingoti hatiendi kumacourts bcz akakepichwa,, don't fool us mheno waunopusisa, takuenda kumaelections waknyatsoziva kt vanhu varikuda nhingi mumaconstituences mawo asi iwewe waida kuita impose vanhu wako, knowing kt havahwine kuti CCC iruze maelections,ndiwe wakaita pave nedouble nominations and kuuraya time yeZec kuti vatadze kuprinter maballots papers in time infact iwewe naED naChigumba muri pamwepo,,yo history yekuendeswa kulaw degree naED toriziva and kt uri lawyer rake takuzviziva,,chandiri kuda kuudza amwe maZimba ndechekuti musaita maarguments asina base, baseless arguments,,resechai pamadande mutande muzvibatire chokwadi, Chamisa ari kushandisa vanhu anhu and that's why asingade committee politburo etc,,ipapa muchamuzwa akupikisa move yekuti maparty ave registered,zvekuti pave neparty constitution haadi,,vanongoda kuti cofuser awo vese nana ED wacho
Political analysis · 4 months ago
Usapinde mupolitics nehasha ASI dzinoda kudzeiwa uchitarisa mativi ose kumas**** pauri nekumberi unobva wadzinzwisisa
dj TECH 🇿🇼 · 4 months ago
unotonzwisao tsitsi hako iwe czamisa nyangwe uchirasisa mainnocent zimboz n giving em' false hope whilist u r on zanu pf payroll 🤬 chete ndozvinoita vese vanonyepera hufundisi! we all know wht the fatha party does to threats mhuri yako yakakwana😡😠
Z · 4 months ago
MA COMMENTS EPWERE. MA PIC HAACHINJISI CHINHU KANA 1. UKAKOKWA KUMABIKO EMADZISHE HAZVIREVI KUTI WAVASHE. PAANODZOKA KUNO UCHASANGANA NAMAMBO CHAIYE CHAIYE ED NE SCARF YAKE UNDAMUDII
zozo · 4 months ago
Saka munore a kuti ZANU irikutonga kusina mwari , mwari achaovapo kana chamisa azotongawo manje kusvora E,D kusvora mwari maifanira kutokumbira Kuna mwari kuti shandisai mutumbi wamakasika site kuda kwenyu kwete kwepanyika azive ukuru wenyu tisashuvira zvakashata kumunhu akasikwa namwari ngatimukumbirire Kuna mwari tikadaro matambudziko ose atinawo anopera sezvaitika kubotswana Havana kuu mbofamba vachitsoropodzana zivai mwari kutanga siyanai nekusvorana those tirivatadzi hapana asingadiwi namwari mwari haudze kuti Ida uyu usada E,D anoziva zvose usashuvira hama yako zvakashata ngatisiye zvose kunamusika Ida mhandu Yako mwari anokuropafadza
ClD Admire kuyeri · 4 months ago
manake chete chete
MamboNdini · 4 months ago
I must say that, although they were saying that Morgan Tsvangirai, who was in Zanu PF, was a ZANU PF cadre before all this. In fact, he worked hand in glove with Albert Mugabe, who was a Trade Unionist and Mugabe’s half brother, and so most of this elderly generation, older generation, their roots were in Zanu PF, but they were dissatisfied with the rule of Zanu PF, and most of them became the opposition that gave birth to everything that we got to know about in the past 24 years . Errr in 2005, it’s an important milestone, or rather not milestone, but it’s an important point an aberration for the opposition because that is when the first split of the opposition happened and this split it’s about Professor Welshman Ncube who was secretary general; vice president Sibanda and involved, David Coltart, Trudy Stevenson and many others; aaah, they left because the constitution of the opposition had been violated; the president of the opposition, Morgan Tsvangirai had refused to adhere to the vote results of the national executive council.
Duma Boko · 4 months ago
Ko Erectile Disyfunction kupusa kudaro chii
🧐 🤔 🤨 🤪 · 4 months ago
Nyika haitongwe nevanogeza zuda ndodzokorora zvee, zvima emoji zvese izvo hapana zviripo, umbrella yadii zvayo iyo, soon Botswana is crumbling I bet my name on it, shuwa Shuwa zvi emoji kuita here
Sol Regem · 4 months ago
Hona kusanyara, nekuti yako nyika maparadza makuda kuti yevamwe ifewo, shameless shuwa manje it won't happen Botswana has a strong foundation which doesn't tolerate incompetence and doesn't reward corruption and nepotism hence why Masisi was chucked out
Bhuru · 4 months ago
I feel sorry for scarfmore, he didn't have an option but to attend since hez the sadc chair but he was really bitter inside, zidzoro ndiro riri kubuda chete
nherera · 4 months ago
interpretation in shona apa nyaiirikuti va Chamisa vaku nogara ku Botswana. vachava minister ikoko
👀👀 · 4 months ago
gd interpretation,dai akaendawo ne nherera🤣🤣🤣🤣
👀👀 · 4 months ago
if they won the elections,why do they deny pipo freedom of expression and freedom of speech,ther's a woman akatoripiswa nasabhuku kutaura neve ssocial media,but hapana zvakashata zvaakataura,go ku Phoenix unoteerera zvaakataura, why do they silence vanhu vavanoti vakavavhotera nepfuti,???if they know they won
Private Investigator · 4 months ago
Kana pane any lawyer (including Fulcrum) ane evidence yekuti Chamisa has ever won an election in Zimbabwe ngaiite step forward and take the evidence to the Electoral Court.Taneta ne this allegation from an alligator who thinks God only supports opposition politics. Mwari ndewemunhu wese, ariko ku Zanu PF zvese neku Strategic Nonsense. Ha ha ha ha
👀👀 · 4 months ago
Mr private investigator,kwandakavhotera takavhotera ma councillors chete,ma ballot papers ema MP neema President haana kuzombouya,takarara paivhoterwa and akauta mashoma shoma ema MP,kuma president zvakavharana zvakadaro,and it happened in most places,takangonzi verengai vanhu varijuuya ndoovavhotera president and hawaibvunzwa kt upi,so unopatsanangura sei pakadai,kt zuva rekuvhota rakasvika pasina ma ballot papers,& they were bring printed achitoitwa distribution muma wards while pipo were already there,most pipo vaineta vaisadzoka zvachose,so can you specify
jaa · 4 months ago
@mr people nyora mushe.usamhanya. speed nekuresva kwauri kuita zvinongoratidza kuti urimurevi we NHEMA. HAPANA CHOKWADI CHAURIKUTAURA. GARA PASI.
🕺🏋️♂️🏃♂️ · 4 months ago
@ 👀 fools are best ignored for people might not notice the difference
chimodho crue chete (CCC) · 4 months ago
wangu Zimbabwe i village yzia
kwachu · 4 months ago
l can see a Zimbabwean flag behind the legends
homa · 4 months ago
beautiful picture
Com · 4 months ago
The Best picture ever,it makes my heart smile.This inauguration has been a great blessing,The only person missing is Bobi Wine.Its always great to see these brothers together,I feel very teary.
homa · 4 months ago
what makes it even sweeter is that Dambudzo saw them together,I wonder how he felt?
VILLA
· 4 months ago
Ngaasiyane nazvo izvo Scarf
peace in the world
· 4 months ago
Mudhara wedu Scarf is feeling insecure really
PVC · 4 months ago
malema Ari kupera ngunge sipo ya matiridha
Garawegamusangovenemesemuchapera · 4 months ago
Yaa Malema seems he isn't well. Maybe akaisirwa muchetura.
Bob · 4 months ago
Vafana avo vane misikanzwa. Vari kushaisa madhhara e SADC hope. Hezvo mumwe akatiza ku inauguration asina kudya.
??? · 4 months ago
kkkk pamwe anga apiwa ka lunch box kumba kekuzodyira mundege
Aratijiesi · 4 months ago
Ko vadii kutorwavo neuyo ane sikavha
Jj · 4 months ago
Vangazadzwe mamhepo
Auxillia · 4 months ago
Futi murume wangu ndiye ega akapfeka scarf😜
Aaa · 4 months ago
Kkkkkk ndaseka zvangu
🧐 🤔 🤨 · 4 months ago
HH I kubva atorwa ma pictures of the nezvi Emoji kudaro here
Asi ndaona madzibaba here kana kuti ndevaya vechitendero cheBhudism
hoy · 4 months ago
makaona here paka pinda vene vanhu vakati boooo haa kkkkkk. then chamisachetechete ha kupembera kwakaitika
🌄🧱🍓🎊💞🎂🏆🍑🌽🍕👙 · 4 months ago
the damage which was caused by the ruling party was huge, that's why the ruling party failed to win.all political parties must do what is best for this country/their country.this country belongs to people and let people decide what is good for them.
Legend · 4 months ago
Akomana vemazuda naHichilema makanyanya kkkk
🧐 🤔 🤨 · 4 months ago
Your hair is your crown, picture iyi ndeya HH vamwe vese ava vasina vhudzi ndo chii ichocho
Legend · 4 months ago
Asi iwee uri rastor here
Ediots · 4 months ago
zanu can never win a clean elecrion even if it runs against a chimpanzee
𝙎𝙞𝙮𝙤𝙮𝙤 · 4 months ago
transfer of power is needed in Zimbabwe also
@Man to Man
· 4 months ago
ZANU pf is the next thing to fall
Anonymous · 4 months ago
Makambodaro pakapinda Hichilema
Poolteen · 4 months ago
#chabangu uripi
LOOTMORE · 4 months ago
kana vanhu veMoza vakakwaniswa kubvisa Frelimo muOffice then 2028 someone will be all by himself.
Lincoln · 4 months ago
Pic iro boe here, mabva masiya mukuru ari ega kudaro haaa musadaro guys kkkkkk
??? · 4 months ago
🤣🤣🤣🤣🤣Scarfmore in the background, changa chava kutofunga kumba kuna Gudo guru
Black Mambazo · 4 months ago
@??? scarfmore chasara kuita sa Engonga weku equatorial gunia
Com · 4 months ago
yes he saw them indeed,he must have felt sick to the stomach.